ƲaEfeso 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Makanzwaka imi nezvake mukadzidziswa maaari chokwadi sezvachiri muna Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri ɀokwaɗi munaJesu: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri chokwadi muna Jesu: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Makanzwaka imi nezvake mukadzidziswa maaari chokwadi sezvachiri muna Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Zvirokwazvo makanzwa nezvake uye makadzidziswa maari maererano nechokwadi chiri muna Jesu. Viz kapitola |