ƲaEfeso 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvipo zvake zvaiva zvokuti vamwe vave vapositori, vamwewo vave vaporofita uye vamwe vave vaparidzi veShoko Rakanaka, vamwe vari vafudzi, vamwe vari vadzidzisi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino wakapa ʋamŋe kuti ʋaʋe ʋaapostora, ʋamŋe ʋaprofita, ʋamŋe ʋaevaŋgeri, ʋamŋe ʋafudzi naʋadzidzisi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino akapa vamwe kuti vave vapostori, vamwe vaporofita, vamwe vaparidzi, vamwe vafudzi navadzidzisi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvipo zvake zvaiva zvokuti vamwe vave vapositori, vamwewo vave vaporofita uye vamwe vave vaparidzi veShoko Rakanaka, vamwe vari vafudzi, vamwe vari vadzidzisi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ndiye akapa vamwe kuti vave vapostori, vamwe kuti vave vaprofita, vamwe kuti vave vavhangeri, uye vamwe kuti vave vafudzi navadzidzisi, Viz kapitola |