ƲaEfeso 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Naizvozvo ini musungwa akasungirwa Tenzi ndinokukumbirai kuti mugare upenyu hunowirirana noupenyu hwamakadaidzirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Naiɀoɀo ini musuŋgwa munaShe, ndinokumbira ɀikuru kuti mufambe ɀakafanira kuɗanwa kwamakaɗanwa nako, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Naizvozvo ini musungwa muna Ishe, ndinokumbira zvikuru kuti mufambe zvakafanira kudanwa kwamakadanwa nako, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo ini musungwa akasungirwa Tenzi ndinokukumbirai kuti mugare upenyu hunowirirana noupenyu hwamakadaidzirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Sezvo ndiri musungwa waShe, zvino ndinokukurudzirai kuti murarame upenyu hwakafanira kudanwa kwamakagamuchira. Viz kapitola |