Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 zvokuti pamusana peShoko Rakanaka vechirudzi vavawo vagari venhaka navaJudha, uye vava nhengo dzomuviri mumwechete navo uyewo vanhu vanogoverana navo zvakapikirwa muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 ɀokuti: Ʋahedeni ʋadyi ʋenhaka pamŋe cete nesu, nemitezo yomuʋiri pamŋe cete nesu, ʋakagoʋerwa ʋo pamŋe cete nesu cipikirwa munaKristu Jesu neEvaŋgeri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 zvokuti: Vahedheni, vadyi venhaka pamwechete nesu, nemitezo yomuviri pamwechete nesu, vakagoverwawo pamwechete nesu chipikirwa muna Kristu Jesu neVhangeri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 zvokuti pamusana peShoko Rakanaka vechirudzi vavawo vagari venhaka navaJudha, uye vava nhengo dzomuviri mumwechete navo uyewo vanhu vanogoverana navo zvakapikirwa muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Chakavanzika ichi ndechokuti, kubudikidza nevhangeri, veDzimwe Ndudzi vava vadyi venhaka pamwe chete navaIsraeri uye vava nhengo pamwe chete dzomuviri mumwe chete, vagovani pamwe chete muchivimbiso chiri muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 3:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy