ƲaEfeso 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Mukazviverenga muchaona kunzwisisa kwandinoita zvakavandika zvaKristu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kana muciaraʋa iwo, muŋgaʋona kuziʋa kwaŋgu paneɀakaʋanzika ɀaKristu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 kana muchiarava iwo, mungaona kuziva kwangu pane zvakavanzika zvaKristu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mukazviverenga muchaona kunzwisisa kwandinoita zvakavandika zvaKristu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mukuverenga izvi, ipapo muchagona kunzwisisa maonero andinoita chakavanzika chaKristu, Viz kapitola |