ƲaEfeso 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kuti ɀakaŋga ɀakaʋanzika ɀakandiziʋiswa pakuzarurirwa, seɀandakambokunyorerai namashoko mashoma; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 kuti zvakanga zvakavanzika zvakandizivisa pakuzarurirwa, sezvandakambokunyorerai namashoko mashoma; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kuti chakavanzika chakaziviswa kwandiri nokuzarurirwa, sezvandakatonyora muchidimbu. Viz kapitola |