ƲaEfeso 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 kuitirawo kuti nomusangano, ungwaru hwaMwari hwakasiyana–siyana huratidzwe zvino kune mweya mikurukuru neino ushe yomumatenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 kuti ɀino ʋaɓati naʋanesimba kuɗeŋga ʋaziʋiswe nekereke kucenjera kukuru kwaMŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 kuti zvino madzishe navane simba kudenga vaziviswe nesungano kuchenjera kukuru kwaMwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 kuitirawo kuti nomusangano, ungwaru hwaMwari hwakasiyana–siyana huratidzwe zvino kune mweya mikurukuru neino ushe yomumatenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvaaida zvino ndezvokuti, kubudikidza nekereke, uchenjeri hwaMwari hukuru huziviswe kuvatongi navane simba vari muchadenga, Viz kapitola |