Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 kuti afambise kuzara kweŋguʋa, aʋuŋganidze munaKristu ɀose ɀiri kuɗeŋga, neɀiri pasi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 kuti afambise kuzara kwenguva, aunganidzwe muna Kristu zvose zviri kudenga, nezviri pasi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 auyise pamwe chete zvinhu zvose zviri kudenga nezviri panyika pasi pomusoro mumwe, anova Kristu.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 1:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy