Online Bible

- Reklamy -




Rute 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Dai vana vomukadzi uyu achiri muduku kudai vamuchapiwa naTenzi vangoita waro sezvakangoita mhuri yaPerezi akaberekwa naTamari mumba maJudha.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 imba yako iʋe seimba yaPerezi, wakaɓerekerwa Juda naTamari, naʋana ʋaucapiwa naJehova kumukadzi uyu uciri muɗuku.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 imba yako ive seimba yaPerezi, wakaberekerwa Judha naTamari, navana vauchapiwa naJehovha kumukadzi uyu uchiri muduku.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Dai vana vomukadzi uyu achiri muduku kudai vamuchapiwa naTenzi vangoita waro sezvakangoita mhuri yaPerezi akaberekwa naTamari mumba maJudha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Kubudikidza navana vaunopiwa naJehovha nomukadzi wechidiki uyu, mhuri yako ngaive seyaPerezi, uyo akaberekerwa Judha naTamari.”

Viz kapitola kopírovat




Rute 4:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy