Online Bible

- Reklamy -




Rute 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Akamuti, “Uya nechari yawakafuka uitambanudze.” Rute akabva aitambanudza, Bhoazi akadira mairi bhari inorema makirogiramu anenge makumi maviri. Akamutsiga, akaenda zvake muguta.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Akati: Ʋuya neŋguʋo yawakafuka, uiɓate; akaiɓata, iye akayera ɀiyero ɀitanhatu ɀebari, akamutakudza iɀo, akapinda muguta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Akati, “Uya nenguo yawakafuka, uibate,” akaibata, iye akayera zviyero zvitanhatu zvebhari, akamutakudza akapinda muguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Akamuti, “Uya nechari yawakafuka uitambanudze.” Rute akabva aitambanudza, Bhoazi akadira mairi bhari inorema makirogiramu anenge makumi maviri. Akamutsiga, akaenda zvake muguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Akati kwaarizve, “Ndipe kuno mucheka wawakamonera ugoutambanudza.” Akati aita izvozvo, Bhoazi akadururira zviyero zvebhari zvitanhatu mauri akamutakudza pamusoro. Ipapo akadzokera kuguta.

Viz kapitola kopírovat




Rute 3:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy