Rute 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Bhoazi akabvunza mushandi wake aitungamirira vakohwi kuti, “Ko mukadzi uyu ndowokwaani?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Boazi akati kumuranda wake wakaŋga ari mutariri waʋaceki: Musikana uyu ndowaniko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Bhoazi akati kumuranda wake wakanga ari mutariri wavacheki, “Musikana uyu ndowaaniko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Bhoazi akabvunza mushandi wake aitungamirira vakohwi kuti, “Ko mukadzi uyu ndowokwaani?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Bhoazi akabvunza mutariri wavacheki akati, “Ko, mukadzi wechidiki uyo ndewani?” Viz kapitola |