Rute 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Rute muMoabi akati: Hoŋo, wakati kwandiri: Unofanira kurambira kumajaya aŋgu, kuȿikira ʋapedza kuceka ɀose ɀaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Rute muMoabhu akati, “Hongu, wakati kwandiri, ‘Unofanira kurambira kumajaya angu, kusvikira vapedza kucheka zvose zvangu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Rute muMoabhu akati, “Abva ati kwandiri, ‘Gara navashandi vangu kusvikira vapedza kucheka zviyo zvangu zvose.’ ” Viz kapitola |