Online Bible

- Reklamy -




Rute 2:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Saka akafuhwa kusvikira manheru ndokubva apura bhari yaakanga afuhwa akawana bhari inorema makirogiramu ainge oda kusvika gumi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Naiɀoɀo akaʋuŋganidza pamunda kuȿikira maɗekwana; akandopura ɀaakaʋuŋganidza, ɀikaʋaʋarira kuȿika efa imŋe yebari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Naizvozvo akaunganidza pamunda kusvikira madekwana; akandopura zvaakaunganidza, zvikavavarira kusvika efa imwe yebhari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Saka akafuhwa kusvikira manheru ndokubva apura bhari yaakanga afuhwa akawana bhari inorema makirogiramu ainge oda kusvika gumi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Naizvozvo Rute akanongera ari mumunda kusvikira manheru. Ipapo akapura bhari raakanga aunganidza, rikasvika pachiero cheefa.

Viz kapitola kopírovat




Rute 2:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy