Rute 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi Naomi akataurira varoora vake vaviri vaya achiti, “Zvino imi mochitodzokera zvenyu kumusha kwanaamai venyu. Tenzi ngaakuratidzei kutendeseka mwoyochena wake sezvamakaitira vakatisiya nezvamakaitawo kwandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Naome akati kuʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri: Endai, dzokerai mumŋe nomumŋe kumba kwamai ʋake; Jehova ŋgaakuitirei ɀakanaka, seɀamakaitira ʋakafa neni ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Naomi akati kuvakadzi vavana vake vaviri, “Endai, dzokerai mumwe nomumwe kumba kwamai vake; Jehovha ngaakuitirei zvakanaka, sezvamakaitira vakafa neniwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi Naomi akataurira varoora vake vaviri vaya achiti, “Zvino imi mochitodzokera zvenyu kumusha kwanaamai venyu. Tenzi ngaakuratidzei kutendeseka mwoyochena wake sezvamakaitira vakatisiya nezvamakaitawo kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino Naomi akati kuvaroora vake vaviri, “Chidzokerai henyu, mumwe nomumwe wenyu kuimba yamai vake. Jehovha ngaakuitirei tsitsi, sezvamakaitirawo vakafa venyu nokwandiri. Viz kapitola |