Rute 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Naomi navaroora vake vakagadzirira zvokudzokera kuti vachibva zvavo munyika yeMoabhu nokuti vari munyika yeMoabhu imomo vakanzwa zvichinzi Tenzi akanga azoshanyira vanhu vake akavawanisa chokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo akasimuka naʋakadzi ʋaʋana ʋake, aciɗa kubva kunyika yaMoabi; nokuti wakaŋga anzwa aciri panyika yaMoabi, kuti Jehova wakaraŋgarira ʋanhu ʋake, akaʋapa ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo akasimuka navakadzi vavana vake, achida kubva kunyika yaMoabhu; nokuti wakanga anzwa achiri panyika yaMoabhu, kuti Jehovha wakarangarira vanhu vake, akavapa zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naomi navaroora vake vakagadzirira zvokudzokera kuti vachibva zvavo munyika yeMoabhu nokuti vari munyika yeMoabhu imomo vakanzwa zvichinzi Tenzi akanga azoshanyira vanhu vake akavawanisa chokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Naomi paakanga achiri muMoabhu, akanzwa kuti Jehovha akazoshanyira vanhu vake akavapa zvokudya, iye navaroora vake vakagadzirira kudzokera kumusha vachibva ikoko. Viz kapitola |