Rute 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 ndokubva Mahironi naKirioni vazofawo. Saka Naomi akarasikirwa navana vake vakomana vaviri nomurume wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Maroni naKirioni ʋakafa ʋo, ʋose ʋari ʋaʋiri, mukadzi akasiyiwa asinaʋanakomana ʋake ʋaʋiri nomurume wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Maroni naKirioni vakafawo, vose vari vaviri, mukadzi akasiyiwa asina vanakomana vake vaviri nomurume wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 ndokubva Mahironi naKirioni vazofawo. Saka Naomi akarasikirwa navana vake vakomana vaviri nomurume wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 vose vari vaviri, Maroni naKirioni vakafawo, Naomi akasiyiwa asina vanakomana vake vaviri nomurume wake. Viz kapitola |