Rute 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 ndopamungazovamirira here kusvikira vakura? Ndozvamungazvimisire kuroorwa navamwe here? Kweteka vanangu, nhamo yenyu inondirwadza mumwoyo chaizvo nokuti zvenhamo yangu iyi ndiTenzi akazvida.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 muŋgaʋamirira kuȿikira ʋakura here? Muŋgaramba kuwanikwa naʋamŋe ʋarume naiɀoɀo here? Kwete, ʋana ʋaŋgu, nokuti ndineshuŋgu kwaɀo nokuɗa kwenyu, nokuti ruʋoko rwaJehova runorwa neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 mungavamirira kusvikira vakura here? Mungaramba kuwanikwa navamwe varume naizvozvo here? Kwete, vana vangu, nokuti ndine shungu kwazvo nokuda kwenyu, nokuti ruoko rwaJehovha runorwa neni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 ndopamungazovamirira here kusvikira vakura? Ndozvamungazvimisire kuroorwa navamwe here? Kweteka vanangu, nhamo yenyu inondirwadza mumwoyo chaizvo nokuti zvenhamo yangu iyi ndiTenzi akazvida.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 maizovamirira kusvikira vakura here? Mungazogara musina kuwanikwa nokuda kwavo here? Kwete, vanasikana vangu. Izvi zvandishungurudza kwazvo kupinda imi, nokuti ruoko rwaJehovha rwauya kuzorwisana neni!” Viz kapitola |