Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Paakanga achiri kutaura mumwe munhu akabva kumba kwomutungamiriri uya, akauya achiti, “Mwanasikana wenyu atofa chiregai kunge muchanetsa zvenyu mudzidzisi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Wakati acataura, mumŋe akaȿika, acibva kumba kwomukuru wesinagoge, akati kwaari: Mukunda wenyu wafa; regai henyu kutambudza Mudzidzisi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Akati achataura, mumwe akasvika, achibva kumba kwomukuru wesinagoge, akati kwaari, “Mukunda wenyu afa; regai henyu kutambudza Mudzidzisi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Paakanga achiri kutaura mumwe munhu akabva kumba kwomutungamiriri uya, akauya achiti, “Mwanasikana wenyu atofa chiregai kunge muchanetsa zvenyu mudzidzisi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Jesu achiri kutaura, mumwe aibva kumba kwaJairosi, mubati wesinagoge, akasvika akati, “Mwanasikana wenyu afa. Chiregai henyu kuramba muchinetsa mudzidzisi.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy