Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Asi Jesu wakati: Mumŋe wandiɓata, nokuti ndanzwa kuti simba raɓuɗa kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Asi Jesu akati, “Mumwe andibata, nokuti ndanzwa kuti simba rabuda kwandiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata; ndinoziva nokuti simba rabuda mandiri.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy