Ruka 8:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Jesu akati, “Ndiani andibata?” Vose zvavakaramba, Pita “Tenzi, gurusvusvu ravanhu rakakutenderedzai uye riri kudzvinyirirana nemi!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Jesu akati: Ndianiko wandiɓata? Ɀino ʋose ʋakati ʋaciramba, Petro akati: Tenzi, ʋanhu ʋazhinji ʋanokumanikidzai nokukutsikirirai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Jesu akati, “Ndianiko andibata?” Zvino vose vakati vachiramba, Petirosi akati, “Tenzi, vanhu vazhinji vanokumanikidzai nokukutsikirirai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Jesu akati, “Ndiani andibata?” Vose zvavakaramba, Pita “Tenzi, gurusvusvu ravanhu rakakutenderedzai uye riri kudzvinyirirana nemi!” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Jesu akati, “Ndianiko andibata?” Vose vakati varamba kubvuma, Petro akati, “Tenzi, vanhu vari kukumomoterai nokukutsimbirirai.” Viz kapitola |