Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 nokuti aiva nomwanasikana mumwechete oga aiva namakore anenge gumi namaviri akanga avakuda kufa. Paakanga achiendako, vanhu vakanga vakamukomberedza vakanga vachidzvinyirirana naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Nokuti wakaŋga anomukunda mumŋe cete, waiʋa namakore aneŋge gumi namaʋiri, wakaŋga otandadza. Ɀino wakati acienda, ʋanhu ʋazhinji ʋakamumanikidza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Nokuti akanga anomukunda mumwechete, waiva namakore anenge gumi namaviri, akanga atotandadza. Zvino akati achienda, vanhu vazhinji vakamumanikidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 nokuti aiva nomwanasikana mumwechete oga aiva namakore anenge gumi namaviri akanga avakuda kufa. Paakanga achiendako, vanhu vakanga vakamukomberedza vakanga vachidzvinyirirana naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 nokuti mwanasikana wake akanga achingova mumwe oga, musikana aiva namakore anenge gumi namaviri, akanga ava kufa. Jesu akati achiendako, vanhu vazhinji vakange vachamutsikirira.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:42

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy