Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Murume uya akabviswa mweya yakaipa akakumbira kuti arambe ainaye, asi Jesu akamuti aende zvake achiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Asi munhu uyo, makaŋga maɓuɗa mŋeya yakaipa maari, wakakumbira kwaari kuti agare naye. Asi wakamudzosa, aciti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Asi munhu uyo, makanga mabuda mweya yakaipa maari, akakumbira kwaari kuti agare naye. Asi akamudzosa, achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Murume uya akabviswa mweya yakaipa akakumbira kuti arambe ainaye, asi Jesu akamuti aende zvake achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Murume akanga abuda madhimoni maari akamukumbirisa kuti aende naye, asi Jesu akamuendesa achiti,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy