Ruka 8:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Zvino vanhu vose vemunharaunda yenyika yeGerasini vakamukumbira kuti abve zvake kwavari nokuti vakabatwa nokutya kukuru. Nokudaro Jesu akapinda mugwa ndokubva adzokera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋanhu ʋose ʋenyika yakapoteredza yaʋaGerasa ʋakakumbira kwaari kuti abve kwaʋari, nokuti ʋakaŋga ʋaɓatwa nokutya kukuru. Akapinda mugwa, akadzoka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Vanhu vose venyika yakapoteredza yavaGerasa vakakumbira kwaari kuti abve kwavari, nokuti vakanga vabatwa nokutya kukuru. Akapinda muigwa, akadzoka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Zvino vanhu vose vemunharaunda yenyika yeGerasini vakamukumbira kuti abve zvake kwavari nokuti vakabatwa nokutya kukuru. Nokudaro Jesu akapinda mugwa ndokubva adzokera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Ipapo vanhu vose vomunyika yeGerase vakakumbira Jesu kuti abve kwavari, nokuti vakanga vabatwa nokutya. Saka akapinda mugwa akaenda. Viz kapitola |