Ruka 8:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Avo vakanga vazviona vakavataurira kuti uya akanga akagarwa nemweya yakaipa akaporeswa sei. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ʋakaŋga ʋaɀiʋona ʋakaʋaʋudza mutoʋo waakaporeswa nawo, iye waiʋa nemŋeya yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Vakanga vazviona vakavaudza mutoo waakaporeswa nawo, iye waiva nemweya yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Avo vakanga vazviona vakavataurira kuti uya akanga akagarwa nemweya yakaipa akaporeswa sei. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Vaya vakanga vazviona vakaudza vanhu kuti murume akanga ane dhimoni ainge aporeswa sei. Viz kapitola |