Ruka 8:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakaenda vakandomumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi tava kuparara.” Akamuka akatsiura mhepo namasaisai namafungu anotyisa. Zvakabva zvaganhuka kukabva kwati dzika–dzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakaʋuya kwaari, ʋakamumutsa, ʋaciti: Tenzi! Tenzi! tofa! Ipapo akamuka, akaraira mhepo namafuŋgu emvura; ɀikaguma, kukadzikama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vakauya kwaari, vakamumutsa, vachiti, “Tenzi! Tenzi! Tofa!” Ipapo akamuka, akarayira mhepo namafungu emvura; zvikaguma, kukadzikama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakaenda vakandomumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi tava kuparara.” Akamuka akatsiura mhepo namasaisai namafungu anotyisa. Zvakabva zvaganhuka kukabva kwati dzika–dzika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vadzidzi vakaenda vakandomumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi, tava kunyura!” Ipapo akamuka akarayira mhepo namafungu emvura zhinji, dutu rikaserera, uye kukadzikama kwazvo. Viz kapitola |