Ruka 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Rimwe zuva Jesu akapinda mugwa navadzidzi vake. Akati kwavari ngatiyambukirei kumhiri kwegungwa. Nezvo vakatangisa kuenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino nerimŋe ramazuʋa iwayo wakapinda mugwa naʋadzidzi ʋake, akati kwaʋari: Ŋgatiyambukire mhiri kweguŋgwa. Ʋakaenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino nerimwe ramazuva iwayo akapinda muigwa navadzidzi vake, akati kwavari, “Ngatiyambukire mhiri kwegungwa.” Vakaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Rimwe zuva Jesu akapinda mugwa navadzidzi vake. Akati kwavari ngatiyambukirei kumhiri kwegungwa. Nezvo vakatangisa kuenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Rimwe zuva Jesu akati kuvadzidzi vake, “Ngatiyambukirei mhiri kwegungwa.” Naizvozvo vakapinda mugwa vakatanga kufamba. Viz kapitola |