Ruka 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Kwakazouya amai vake navakoma navanun'una vake asi havana kukwanisa kusvika paari pamusana pechita chavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakaʋuya kwaari, ʋakasagona kuȿika kwaari nemhaka yaʋanhu ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Zvino mai vake navakoma navanun'una vake vakauya kwaari, vakasagona kusvika kwaari nemhaka yavanhu vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwakazouya amai vake navakoma navanun'una vake asi havana kukwanisa kusvika paari pamusana pechita chavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino mai vaJesu navanunʼuna vake vakauya kuzomuona, asi vakanga vasingagoni kuswedera pedyo naye nokuda kwavanhu vazhinji. Viz kapitola |