Ruka 7:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona44 Zvino akatendeukira kumukadzi uya ndokuti kuna Simoni, “Unoona mukadzi uyu? Ndapinda mumba mako, hauna kundipa mvura yokugeza tsoka dzangu asi iye anyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake akadzipukuta nevhudzi rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ɀino akatendeʋukira kumukadzi, akati kunaSimoni: Unoʋona mukadzi uyu here? Ndakapinda mumba mako, ukasandipa mvura yetsoka dzaŋgu; asi uyu wakanyoroʋesa tsoka dzaŋgu nemisodzi yake, akadzipisika nevudzi rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Zvino akatendeukira kumukadzi, akati kuna Simoni, “Unoona mukadzi uyu here? Ndakapinda mumba mako, ukasandipa mvura yetsoka dzangu; asi uyu akanyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake, akadzipukuta nevhudzi rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Zvino akatendeukira kumukadzi uya ndokuti kuna Simoni, “Unoona mukadzi uyu? Ndapinda mumba mako, hauna kundipa mvura yokugeza tsoka dzangu asi iye anyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake akadzipukuta nevhudzi rake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Ipapo akatendeukira kumukadzi ndokuti kuna Simoni, “Unoona here mukadzi uyu? Ndapinda mumba mako; hauna kundipa kana mvura yokugeza tsoka dzangu, asi uyu anyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake uye akadzipukuta nebvudzi romusoro wake. Viz kapitola |