Ruka 7:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona43 Simoni akamupindura achiti, “Ndinofunga kuti ndouya akaregererwa zvizhinji.” Jesu ndokumuti, “Wapindura zvazviri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Simoni akapindura, akati: Handiti ndiye wakakaŋganwirwa ɀizhinji here? Akati kwaari: Wareʋa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Simoni akapindura, akati, “Handiti ndiye wakakanganwirwa zvizhinji here?” Akati kwaari, “Wareva kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Simoni akamupindura achiti, “Ndinofunga kuti ndouya akaregererwa zvizhinji.” Jesu ndokumuti, “Wapindura zvazviri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Simoni akapindura akati, “Ndinofunga kuti ndouya akadzimirwa chikwereti chikuru.” Jesu akati, “Wataura zvakanaka.” Viz kapitola |