Ruka 7:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 “Mumwe mukweretesi aiva navakwereti vaviri. Mumwe akakwereta mazana mashanu amadhenari mumwewo makumi mashanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Jesu akati: Ʋanhu ʋaʋiri ʋakaŋga ʋanecikwerete kumunhu mumŋe; mumŋe wakaŋga anecikwerete camadenari anamazana mashanu, mumŋe camakumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Jesu akati, “Vanhu vaviri vakanga vane chikwerete kumunhu mumwe; mumwe akanga ane chikwerete chamadhenari ana mazana mashanu, mumwe chamakumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 “Mumwe mukweretesi aiva navakwereti vaviri. Mumwe akakwereta mazana mashanu amadhenari mumwewo makumi mashanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 “Vamwe varume vaviri vakanga vane chikwereti kumunhu mumwe chete. Mumwe akanga ane chikwereti chamadhenari mazana mashanu, uye mumwe madhenari makumi mashanu. Viz kapitola |