Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Zvakaitika kuti mumwe mukadzi womugutamo aiva mutadzi paakanzwa kuti Jesu agere pakudya mumba yomuFarisei uya, akauya nechinu chomunyakwe wearabhasita chiina mafuta okuzora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino tarira, muguta iro makaŋga munomukadzi waiʋa mutadzi; iye wakati anzwa kuti ugere pakudya mumba momuFarise, akaʋuya necinu cearbastera caiʋa necizoro,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino tarira, muguta iro makanga muno mukadzi aiva mutadzi; iye akati anzwa kuti agere pakudya mumba momuFarisi, akauya nechinu chearibhasitera chaiva namafuta okuzora,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Zvakaitika kuti mumwe mukadzi womugutamo aiva mutadzi paakanzwa kuti Jesu agere pakudya mumba yomuFarisei uya, akauya nechinu chomunyakwe wearabhasita chiina mafuta okuzora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Mumwe mukadzi womuguta umu akanga achirarama muzvivi akati anzwa kuti Jesu akanga agere pakudya mumba momuFarisi, akauya nechinu chamafuta anonhuhwira chearabhasta,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy