Ruka 7:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 “Nokuti Johani Muombeki akauya asingadyi chingwa kana kunwa waini, imi mukati, ‘Ane mweya wakaipa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Nokuti Johane Mubapatidzi wakaʋuya, asiŋgadyi ciŋgwa, asiŋganwi waini, ɀino moti: Unomŋeya wakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya, asingadyi chingwa, asinganwi waini, zvino moti, ‘Ane mweya wakaipa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Nokuti Johani Muombeki akauya asingadyi chingwa kana kunwa waini, imi mukati, ‘Ane mweya wakaipa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya asingadyi chingwa uye asinganwi waini, imi mukati, ‘Ane dhimoni.’ Viz kapitola |