Ruka 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Kuzoti mutungamiri wezana anzwa nezvaJesu, akatuma vakuru vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino wakati anzwa ɀaJesu, akatuma ʋakuru ʋaʋaJuda kwaari acikumbira kuti aʋuye kuzoporesa muranda wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino akati anzwa zvaJesu, akatuma vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kuzoti mutungamiri wezana anzwa nezvaJesu, akatuma vakuru vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mukuru wezana akanzwa nezvaJesu uye akatuma vamwe vakuru vavaJudha kwaari, achimukumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake. Viz kapitola |