Ruka 7:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 “Ndinoti kwamuri, pavanhu vose vakazvarwa navakadzi hakuna mukuru kupinda Johani. Zvakadaro zvazvo muduku wokupedzisira muumambo hwaMwari mukuru kwaari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndinoti kwamuri: Kunaʋakaɓerekwa naʋakadzi, hakunomukuru kunaJohane Mubapatidzi; asi muɗuku muʋushe bgaMŋari mukuru kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ndinoti kwamuri, “Kuna vakaberekwa navakadzi, hakuna mukuru kuna Johani Mubhabhatidzi; asi muduku muushe hwaMwari mukuru kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Ndinoti kwamuri, pavanhu vose vakazvarwa navakadzi hakuna mukuru kupinda Johani. Zvakadaro zvazvo muduku wokupedzisira muumambo hwaMwari mukuru kwaari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndinokuudzai kuti, pakati paavo vose vakaberekwa navakadzi hakuna mukuru kuna Johani; asi muduku muumambo hwaMwari mukuru kwaari.” Viz kapitola |