Ruka 7:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Ko zvino makaenda kundoonei? Muporofita here? Hongu, uyezve ndinoti kwamuri, munhu anotopfuura muporofita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi makaŋga maɓuɗa kundoʋoneiko? Muprofita here? Hoŋo, ndinoti kwamuri: Unopfuʋura ɀikuru muprofita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Asi makanga mabuda kundooneiko? Muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, ‘Anopfuura zvikuru muporofita.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ko zvino makaenda kundoonei? Muporofita here? Hongu, uyezve ndinoti kwamuri, munhu anotopfuura muporofita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi makabuda kundooneiko? Muprofita here? Hongu, ndinokuudzai, uyewo anokunda muprofita. Viz kapitola |