Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Varume ava zvavakasvika kwaari vakati, “Johani Muombeki atituma kwamuri, achibvunza kuti, ‘Ko ndimi here uya akanzi achazouya kana kuti tomirira mumwe?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino ʋarume ʋaciȿika kwaari, ʋakati: Johane Mubapatidzi wakatitumira kwamuri neshoko rokuti: Ko ndimi iye wakaŋga acinzi unoʋuya here, kana ticakatarira mumŋe?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino varume vachisvika kwaari, vakati, “Johani Mubhabhatidzi akatitumira kwamuri neshoko rokuti, ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Varume ava zvavakasvika kwaari vakati, “Johani Muombeki atituma kwamuri, achibvunza kuti, ‘Ko ndimi here uya akanzi achazouya kana kuti tomirira mumwe?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Varume ava vakati vasvika kuna Jesu, vakati, “Johani Mubhabhatidzi akatituma kwamuri kuti tizobvunza kuti, ‘Ndimi here mainzi muchauya, kana kuti timirire mumwewo?’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy