Ruka 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvino mumwe mutungamiri wezana aiva nomuranda waaida chaizvo. Muranda uyu akanga achirwara; ava kutoda kufa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Muranda womumŋe mukuru wezana waiɗikanwa naye, wakaŋga acirwara, acitandadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Muranda womumwe mukuru wezana aidikanwa naye, akanga achirwara, achitandadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino mumwe mutungamiri wezana aiva nomuranda waaida chaizvo. Muranda uyu akanga achirwara; ava kutoda kufa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Imomo maiva nomuranda womukuru wezana, aidiwa chose natenzi wake, akanga achirwara uye ava kuda kufa. Viz kapitola |