Ruka 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 akavatuma kuna Tenzi kundoti, “Ndimi mainzi muchauya here kana kuti tomirira mumwe?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Johane akaɗana ʋadzidzi ʋake ʋaʋiri, akaʋatuma kunaShe neshoko rokuti: Ko ndimi iye wakaŋga acinzi unoʋuya here, kana ticakatarira mumŋe? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Johani akadana vadzidzi vake vaviri, akavatuma kuna Ishe neshoko rokuti, “Ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 akavatuma kuna Tenzi kundoti, “Ndimi mainzi muchauya here kana kuti tomirira mumwe?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 akavatuma kuna She kuti vandobvunza kuti, “Ndimi here iye aifanira kuuya kana kuti tomirira mumwewo?” Viz kapitola |