Online Bible

- Reklamy -

Ruka 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Kuzoti ava kusvika pasuo guru reguta iroro, houno munhu akanga akatembedzanwa, akafa, mwana mukomana aive ari ndiye mwana mumwechete oga waamai vake, uye amai ava vaiva chirikadzi. Vanhu vazhinji veguta iroro vaivaperekedza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino, wakati acisweɗera pedyo nesuʋo reguta, akaʋona ʋanhu ʋakaŋga ʋakatakura wakafa, mŋanakomana mumŋe woga wamai ʋake, yaiʋa cirikadzi; naʋanhu ʋazhinji ʋeguta ʋakaŋga ʋanaye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino, akati achiswedera pedyo nesuo reguta, akaona vanhu vakanga vakatakura munhu akafa, mwanakomana mumwe oga wamai vake, yaiva chirikadzi; navanhu vazhinji veguta vakanga vanaye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Kuzoti ava kusvika pasuo guru reguta iroro, houno munhu akanga akatembedzanwa, akafa, mwana mukomana aive ari ndiye mwana mumwechete oga waamai vake, uye amai ava vaiva chirikadzi. Vanhu vazhinji veguta iroro vaivaperekedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Kuzoti ave kuswedera pasuo reguta, munhu akafa akanga akatakurwa achiburitswa kunze, aingova mwanakomana mumwe chete wamai vake, uye vakanga vari chirikadzi. Uye vanhu vazhinji kwazvo vaibva muguta vaiva navo.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 7:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy