Ruka 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndokuti kwavari, “Mwanakomana womunhu ndiMambo weSabata.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akati kwaʋari: Mŋanakomana womunhu ndiye Ishe wesaɓata ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akati kwavari, “Mwanakomana womunhu ndiye Ishe weSabata.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndokuti kwavari, “Mwanakomana womunhu ndiMambo weSabata.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo akati kwavari, “Mwanakomana woMunhu ndiye Ishe weSabata.” Viz kapitola |