Online Bible

- Reklamy -




Ruka 6:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havatanhi maonde paminzwa kana magirepisi parukato.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 nokuti muti mumŋe nomumŋe unozikanwa neɀiɓereko ɀawo. Nokuti ʋanhu haʋatanhi maʋonde paminzwa, kana mazambiriŋga haatanhwi parukato.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 nokuti muti mumwe nomumwe unozikanwa nemichero yawo. Nokuti vanhu havatanhi maonde paminzwa, kana madzambiringa haatanwi parukato.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havatanhi maonde paminzwa kana magirepisi parukato.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havangatanhi maonde kubva mumakwenzi eminzwa, kana kutanha mazambiringa kubva parukato.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 6:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy