Online Bible

- Reklamy -




Ruka 6:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 “Muti wakanaka haubereki muchero wakaipa. Uyewo muti wakaipa haungabereki muchero wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Nokuti hakunomuti wakanaka unoɓereka ɀiɓereko ɀakaipa, kana muti wakaipa unoɓereka ɀiɓereko ɀakanaka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 “Nokuti hakuna muti wakanaka unobereka zvibereko zvakaipa, kana muti wakaipa unobereka michero yakanaka;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 “Muti wakanaka haubereki muchero wakaipa. Uyewo muti wakaipa haungabereki muchero wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 “Hakuna muti wakanaka unobereka muchero wakaipa, uye muti wakaipa haungabereki muchero wakanaka.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 6:43

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy