Ruka 6:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Jesu akavapindura akati, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi musi uya waakanga oziya iye navanhu vaaiva navo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Jesu akaʋapindura, akati: Ko hamuna‐kuraʋa here ɀakaitwa naDavidi, musi waakaŋga aziya, iye naʋakaŋga ʋanaye; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Jesu akavapindura, akati, “Ko hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga aziya, iye navakanga vanaye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akavapindura akati, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi musi uya waakanga oziya iye navanhu vaaiva navo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu akavapindura akati, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi paakanga ava nenzara, iye neshamwari dzake? Viz kapitola |