Ruka 6:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 “Asi kunemi makateerera ndinoti, Idai mhandu dzenyu, itirai zvakanaka vanokuvengai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi ndinoti kwamuri imi munonzwa: Iɗai ʋaʋeŋgi ʋenyu; muitire ɀakanaka ʋanokuʋeŋgai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Asi ndinoti kwamuri imi munonzwa, idai vavengi venyu; muitire zvakanaka vanokuvengai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Asi kunemi makateerera ndinoti, Idai mhandu dzenyu, itirai zvakanaka vanokuvengai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Asi ndinokuudzai imi munondinzwa kuti: Idai vavengi venyu, itai zvakanaka kuna avo vanokuvengai, Viz kapitola |