Ruka 6:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 “Zvichakuwanai imi kana vanhu vose vachitaura zvakanaka nezvenyu nokuti ndizvozvowo zvakaita madzitateguru avo kuna vaporofita venhema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Munenhamo kana ʋanhu ʋose ʋacitaura ɀakanaka pamsoro penyu, nokuti madziɓaɓa aʋo akaitira ʋaprofita ʋenhema ɀakaɗaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Mune nhamo kana vanhu vose vachitaura zvakanaka pamusoro penyu, nokuti madzibaba avo akaitira vaporofita venhema zvakadaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Zvichakuwanai imi kana vanhu vose vachitaura zvakanaka nezvenyu nokuti ndizvozvowo zvakaita madzitateguru avo kuna vaporofita venhema. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mune nhamo imi kana vanhu vose vachitaura zvakanaka pamusoro penyu, nokuti madzibaba avo akaitira vaprofita venhema zvakadaro. Viz kapitola |