Ruka 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 tevere Mateu, naTomasi, kwouya Jemusi mwana waArifeo, naSimoni muZiroti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 naMateo, naTomasi, naJakobo mŋanakomana waArfeo, naSimoni, wainzi Zerote; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 naMateu, naTomasi, naJakobho mwanakomana waArifeo, naSimoni, ainzi Zerote; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 tevere Mateu, naTomasi, kwouya Jemusi mwana waArifeo, naSimoni muZiroti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mateo, Tomasi, Jakobho mwanakomana waArifeasi, Simoni ainzi muZeroti, Viz kapitola |