Online Bible

- Reklamy -




Ruka 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pamazuva iwayo Jesu akabuda akaenda kugomo kundonamata. Akapedza usiku hwose achinamata kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Namazuʋa iwayo wakaɓuɗira kugomo kundonyeŋgetera, akapedza ʋusiku bgose pakunyeŋgetera kunaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Namazuva iwayo akabudira kugomo kundonyengetera, akapedza usiku hwose achinyengetera kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pamazuva iwayo Jesu akabuda akaenda kugomo kundonamata. Akapedza usiku hwose achinamata kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nerimwe ramazuva iwayo, Jesu akabuda akaenda kugomo kuti andonyengetera, uye akapedza usiku hwose achinyengetera kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 6:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy