Ruka 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Kuzoti apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Enda kwakadzika, mudzikise usvasvi hwenyu mubate hove.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Wakati apedza kutaura, akati kunaSimoni: Pindai kwakadzika, mukande ʋutaʋa bgenyu, kuti muɓate. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akati apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Endai kwakadzika, mukande husvasvi hwenyu, kuti mubate.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kuzoti apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Enda kwakadzika, mudzikise usvasvi hwenyu mubate hove.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akati apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Chiriswededza kwakadzika ugokanda usvasvi ubate hove.” Viz kapitola |