Online Bible

- Reklamy -




Ruka 5:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Uye hakuna munhu anoti kana anwa waini yakare angazoda itsva, nokuti anoti, ‘Yakare ndiyo yakanaka.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Hakunomunhu unoti kana anwa tsaru, uŋgazoɗa itȿa; nokuti unoti: Tsaru ndiyo yakaiȿo‐naka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Hakuna munhu anoti kana anwa waini tsaru, angazoda itsva; nokuti anoti, ‘Tsaru ndiyo yakaisvonaka.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Uye hakuna munhu anoti kana anwa waini yakare angazoda itsva, nokuti anoti, ‘Yakare ndiyo yakanaka.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Uye hakuna munhu anoti ambonwa waini tsaru ozoda waini itsva, nokuti anoti, ‘Tsaru iri nani.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 5:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy