Ruka 5:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Asi mazuʋa acaȿika; ɀino kana cikomba cazobviswa kwaʋari, ʋacaɀinyima ɀokudya namazuʋa iwayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Asi mazuva achasvika; zvino kana muwani azobviswa kwavari, vachazvinyima zvokudya namazuva iwayo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Asi nguva ichauya apo chikomba chichabviswa kwavari; mumazuva iwayo vachatsanya.” Viz kapitola |